Gungwa (original) (raw)

Tarisai futi Magungwa e pasirose

Gungwa.

Magungwa e pasirose

Gungwa (Chirungu: ocean) muchidzidzo taranyika izwi rinoreva nzvimbo dzakakurisa dzinochengeta mitumbi yemvura yakawanda samare, iyi mvura iri mugungwa inowanikwa iine munyu zvokuti hainwike. Magungwa makuru anosanganisira Gungwa reIndiya, Gungwa rePasifiki, ne Gungwa reAtirandiki, Gungwa rekuChamhembe ne Gungwa reAkitiki.

Kana uso hwePasirose hwapimwa panoonekwa kuti chikamu che 71 pazana (71%) chakafukidzwa nemvura yegungwa.

8VaBarawani vanoti tawala (ocean;sea) kureva gungwa.

  1. 'A vocabulary of the dialects of Mashonaland in the new orthography' Peji 2. Yakatariswa: 23 Chikumi 2021 Muchinyakare pakabharwa (nyorwa) nwadhi (bhuku) iri mabhii eChishona akange akasiyana - Shona Wiki., "Chishona: Mabhii ekare"
  2. https://revisionnotes.co.zw/topic/shona-ndau-word-ruandhle-meaning-in-english