Sango (original) (raw)

Sango (forest in English) inzvimbo isna misha yakavakwa ine miti nehuswa. Zvakakosha kuchengeta masango tisingapise nokuti miti irimo inogadzira oxygen yatinofema uye unobata mhepo kuti isasvika kumisha nesimba rakanyanya. Miti inochengetedzawo tupuka tunobatsra mbesa dzedu panguva idzo mbesa dzinenge dzotumbuka; tupuka utwu tunobatsira sikarudzi mumbesa dzinorimwa. Tupuka twakafanana nenyuchi tunobatsira kutakura chikono chembesa kuendesa kuchikadzi mumaruva.

Binga mupata weRwizi une miti yakawanda sezviya zvinoonekwa kumapinga ekuCongo kana ekuBrazil muBinga reAmazon.

ChiShona chine mazita emhuri ane chekuita nesango anosanganisira: Chebundo, Chesango, Chisango, Masango, Madondo, Dondo, Chipungu, Rubaya, Tsoka.